Duramazwi
Zvinoreva
Vhevhe munhu anonyengera vanhu kuti vamupe zvaanenge achida, asi asingazovapi zvaanenge avavimbisa.
1

Vhevhe rakatora huku yangu, asi nanhasi harisati randipa mari yangu.
Vhevhe munhu anonyengera vanhu kuti vamupe zvaanenge achida, asi asingazovapi zvaanenge avavimbisa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vheya
Kuvheya kufamba kunoita chinhu nekukurumidza chichipfuura nemumhepo.
VerengaSwipe for the next word