Duramazwi · zita
Zvinoreva
(manje) Kuruku munhu anowana pfuma nenzira dzokunyepera vamwe.
1
(manje) Kuruku munhu anowana pfuma nenzira dzokunyepera vamwe.
Kana munhu achinzi igiribidi anenge achiwana zvinhu nenzira dzine chikuruku mukati.
Kuti tsvukuruku kuva noruvara rwenhunguru yaibva.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kurukura
converse
VerengaSwipe for the next word