KwaunobvaDuramazwiKkurukura

Duramazwi

kurukura

converse · discuss

-bhuya

Zvinoreva

Kana vanhu vachikurukura vanenge vachitaurirana nyaya dzakadzama.

1

Kana vanhu vachikurukura vanenge vachitaurirana nyaya dzakadzama.

Vaigaroita izvi asi nguva zhinji dzavaifamba-famba vaiinda naTambaoga vachikurukura zvavo.

BaTakue namaimhofu vakazoramba vokurukura havo BaTakue ndokuzotanga kuverengera Mai mhofu mari yavo.

Zvinoratidza sekuti vaviri ava vave nenyaya dzakawanda dzavave kukurukura havo.

Zvakafanana

-bhuya

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kurumbidza

Kupa rumbidzo kana kukudza munhu (to praise).

Verenga

Swipe for the next word