KwaunobvaDuramazwiBbhuya

Duramazwi

bhuya

-taura

Zvinoreva

Kubhuya kukurukura nyaya.

1

Kubhuya kukurukura nyaya.

Kana muchinzwana munenge muine shoko rimwero, kana kuti muchiwirirana pane zvamuri kubhuya.

Kana munhu achinzi anotaurisa anenge achingobhuya asinganyarari uye asingapiwo vamwe mukana.

Zvakafanana

-taura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bi

Kuti bi kudonha kwechinhu zvine mutsindo, sezvinoita damba.

Verenga

Swipe for the next word