Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bhuu kurira nomutsindo uri pasi sekungaitwa nechinhu chihombe chabondera kana kudonha pasi.
Uyu musindo wakaderera unoitwa nomunhu anenge asura.
1

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhuya
Kubhuya kukurukura nyaya.
VerengaSwipe for the next word