Duramazwi
tandara
hangout
Duramazwi
hangout
Kutandara kuvaraidza nguva nokutaurirana nyaya nenyambo, zvinoitwa kazhinji kana vanhu vapedza kudya kwamauro. Mbuya vanotandara navazukuru muchirimo, vachivaudza ngano.
Kutandara kuvaraidza nguva nokutaurirana nyaya nenyambo, zvinoitwa kazhinji kana vanhu vapedza kudya kwamauro. Mbuya vanotandara navazukuru muchirimo, vachivaudza ngano.
Mamoyo naMaitakue vaive panze vachitandara vari mubishi rekunyeya mai Mhofu nezvevana vavo.
Takabuda ndokudzokera kusport kwedu takunotandara ikoko.
Vakazopedza nyaya dzavo kwave kuda kunaya ndokubva vamhanya mumba apo Mai Mhofu vainge vachiri kutandara mumba mavo.
Duramazwi
01 / 03tandaridza
Kutandaridza kuita zvaunoita uchiti chero ndapedza, usina hanya nokunaka kwazvo.
VerengaSwipe for the next word