KwaunobvaDuramazwiTtandanisa

Duramazwi

tandanisa

-tizirira-dzingirira-dzinganisa-dzinga

Zvinoreva

Kana uchitandanisa nguva unenge uri mumashure menhambo, uchie-dza kuona kuti pane zvaungaite here kuti uchimbidze.

1

Kana uchitandanisa nguva unenge uri mumashure menhambo, uchie-dza kuona kuti pane zvaungaite here kuti uchimbidze.

Takasvukudzira imbwa dzikatandanisa makudo mumunda.

Kutukunyutsa kunetsana nemunhu kana mhuka, uchiitandanisa kuti ibve payanga iri.

Kuvhurumutsa munhu kumutandanisa nechinangwa chekuda kumubata uye kumurova.

Zvakafanana

-tizirira · -dzingirira · -dzinganisa · -dzinga

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tandanyara

Kutandanyara kufamba kune kuzvida mukati, muviri uchinge wakaoma.

Verenga

Swipe for the next word