Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tandabvu kumuka kwemunhu anga akarara pasi.
1
Kuti tandabvu kumuka kwemunhu anga akarara pasi.
Kuti tandabvu tandabva kufamba kwemhuka huru, inokanda nhambwe zvishoma nezvishoma.
Kuti tandabvu kumuka kwemunhu anga akarara pasi.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tandabvuka
Kutandabvuka kufamba kwezimhuka ziguru richikanda nhambwe zvishoma nezvishoma.
VerengaSwipe for the next word