KwaunobvaDuramazwiTtanarara

Duramazwi

tanarara

-dhanyarara

Zvinoreva

Kuti tanarara kumira wakati twasa kana kuti kuparadzanisa makumbo zvishoma.

1

2

Zvine chekuita

-dhanyarara

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanda

Kana uchitanda chinhu unenge uchida kuti chibve pachiri chiende kumwewo. Tiri kuita mazoro ekugarira shiri, tichidzitanda kuti dzisadye koroni isati yakohwewa.

Verenga

Swipe for the next word