KwaunobvaDuramazwiTtanangara

Duramazwi

tanangara

Zvinoreva

Kutanangara kumira wakaparadzanisa makumbo nekuda kwekuti panenge pane chinhu pakati pawo.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanangira

Kutanangira kumira wakaisa chinhu pakati pemakumbo ako.

Verenga

Swipe for the next word