KwaunobvaDuramazwiTtanana

Zvinoreva

Kuti tanana kumira munhu asingazungunuki.

1

Kuti tanana kumira munhu asingazungunuki.

Kuti tanana kumira munhu akabudisa dumbu kunze, sezviya zvinoita mwana ane kwashi.

Kuti tanana kumira munhu asingazungunuki.

Datanana munhu asina pfungwa dzakapinza, anomirira kufungirwa navamwe.

2

Kuti tanana kumira munhu akabudisa dumbu kunze, sezviya zvinoita mwana ane kwashi.

3

Dandara.

Zvakafanana

sipiti · twi

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tananda

Kuti tananda kuzvimba kunoita chinhu chaunenge uchipakira zvinhu mukati.

Verenga

Swipe for the next word