KwaunobvaDuramazwiTtanamara

Duramazwi

tanamara

Zvinoreva

Kutanamara kumira wakabudisa chifuva kunze. Kana masoja achifora, unoona achimira akatanamara.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanana

Kuti tanana kumira munhu asingazungunuki.

Verenga

Swipe for the next word