KwaunobvaDuramazwiTtana

Zvinoreva

Kana chimwe chinhu chisingatane kuitika chinenge chisinganonoki kuitika.nonoka kuita basa kana zvimwe zvinofanira kuitwa.

Kuti tana kuramba, kusabvuma zvachose.

1

Kana chimwe chinhu chisingatane kuitika chinenge chisinganonoki kuitika.nonoka kuita basa kana zvimwe zvinofanira kuitwa.

Mai vakati regai Mere akubvuwirei sadza, nokuti haatani kupedza.

Kuti tana tana kufamba kwemunhu achitaridza kuti anozvida.

Kuti tana kuramba, kusabvuma zvachose.

2

Kuti tana kuramba, kusabvuma zvachose.

Kuti tana tana kufamba kwemunhu achitaridza kuti anozvida.

Kuti tana kuramba, kusabvuma zvachose.

Zvakafanana

chanja · kan'a · chava

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tana tana

Kuti tana tana kufamba kwemunhu achitaridza kuti anozvida.

Verenga

Swipe for the next word