KwaunobvaDuramazwiNnonoka

Duramazwi · chiito

nonoka

overdue · slow · be slow; late

Zvinoreva

Kana munhu achinonoka anenge achiita chinhu zvishoma nezvishoma kana kuti asi-

1

Kana munhu achinonoka anenge achiita chinhu zvishoma nezvishoma kana kuti asi-

Kana chimwe chinhu chisingatane kuitika chinenge chisinganonoki kuitika.nonoka kuita basa kana zvimwe zvinofanira kuitwa.

The following day yanga yasartuday Tadiwa akanonoka padoor ramhamha vake.

2

Kana munhu achinzi anonoka anenge azoda kuita zvimwe zvinhu iyo nguva yacho yapfuura.

Takanonoka kurima mvura ichiriko, mbeu dzikazopera kutsva nezuva.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nonokera

Kana munhu achiita zvinhu achinonokera anenge asingakurumidzi kuzviita.

Verenga

Swipe for the next word