Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nonono ibota rinongobikwa noupfu rosiyiwa risina kuiswa kana chimwezve chinhu.
1

Nonono isadza risina kuzonyatsoibva nokuti rinenge risina kunzwa moto kokupedzisira.
Kuzanga kuita zvinhu nechinonono nekuti munhu anosimbokukomanisa anenge asipo.
2
Nonono isadza risina kuzonyatsoibva nokuti rinenge risina kunzwa moto kokupedzisira.
Zvakafanana
mushate · bure · nhote
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nonota
Kunonota kutukirira munhu namashoko anoshatirisa kana kunyadzisa.
VerengaSwipe for the next word