Duramazwi · zita
mbodza
effeminate
Duramazwi · zita
effeminate
Mbodza isadza risina kunyatsoibva nekuti harina kunzwa moto zvakanaka, kana kuti rakurumidzirwa kumonwa.
Mbodza isadza risina kunyatsoibva nekuti harina kunzwa moto zvakanaka, kana kuti rakurumidzirwa kumonwa.
Kana sadza rikanzi inyoro rinenge risina kunyatsa kuibva, rakada kuita mbodza.
Kuti pwete kondonhera pasi kwechinhu chakaita chinyoro uye chiri mbodza.
Mbodza isadza risina kunyatsoibva nekuti harina kunzwa moto zvakanaka, kana kuti rakurumidzirwa kumonwa.
mbwezhu · nhototo · bure · nhote
Duramazwi
01 / 03mbodza mbodza
Kana munhu achinzi imbodza muviri wake unenge usina simba rokuita basa rakaoma.
VerengaSwipe for the next word