Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chivakapakati chinoshandiswa kutsinhira chiito kuratidza kuti zvachinotaura hazvigoneki.
1
Ichi chivakapakati chinoshandiswa kutsinhira chiito kuratidza kuti zvachinotaura hazvigoneki.
Kana aine manyemwe kudaro mumba mangu haambomugari.
2
Ichi chiitogama chinoshandiswa panenge pachida kuratidzwa kuti chinhu ichi chainhasi.
3
Ichi chivakapakati chinoshandiswa kutsinhira chiito kuratidza kuti zvaitika munguva yapfuura.
Amai va-mbouya kubasa kwangu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbocho
Mbocho imbudzi hono isina kuchinywa.
VerengaSwipe for the next word