Duramazwi · zita
Zvinoreva
(kare) Mbofana imari yakare yebepa kana yesimbi ina mashereni gumi. Mari inoita dhora, vakuru ndiyo yavaiti mbofana kare.
1
(kare) Mbofana imari yakare yebepa kana yesimbi ina mashereni gumi. Mari inoita dhora, vakuru ndiyo yavaiti mbofana kare.
Mungava imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu kuti ambofana kushandisa asi achizodzosera mushure menguva inenge yatenderanwa.
Chikwereti imari kana chimwe chinhu chinopiwa munhu kuti ambofana kushandisa asi achizodzosera mushure menguva inenge yatenderanwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mboko
Mboko inhanga rine mavara mavara, kazhinji machena nematema.
VerengaSwipe for the next word