KwaunobvaDuramazwiNnonota

Duramazwi

nonota

-fonon'ona

Zvinoreva

Kunonota kutukirira munhu namashoko anoshatirisa kana kunyadzisa.

1

Vamwene vakanonota muroora asi iye haana kuzviisa muhana.

Kunonota kutukirira munhu namashoko anoshatirisa kana kunyadzisa.

Zvakafanana

-fonon'ona

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word