KwaunobvaDuramazwiCchava

Duramazwi

chava

Zvinoreva

Kuti chava kuramba chaunenge uchipomerwa kana chaunenge wanzi uite.

1

Kuti chava kuramba chaunenge uchipomerwa kana chaunenge wanzi uite.

Nyakuponda munhu akati chava kuramba mhosva

Chibage changu changa chava kutopera nembavha dzichingochipfaura dzichidarika nenzira.

Kubva zvavatanga kunwa doro, Mai Jongwe chava chikorobho chaicho.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chavakuru

Chavakuru ibutiro romwana achiri mudumbu, rinosariramo kana mai vachangopona mwana.

Verenga

Swipe for the next word