Duramazwi · zita
chaunga
clump · multitude · crowd
Duramazwi · zita
clump · multitude · crowd
Vanhu vazhinji vakaungana.
Vanhu vazhinji vakaungana.
Changano chaunga chevanhu vakawanda vanenge vane nyaya yavanenge vachitaura nezvayo.
Kereke chaunga chavanhu vane chitendero chimwe chete chinoumba svondo.
Chaunga vanhu vakawanda vanenge vakamira kana kugara panhu pamwe.
Chaunga vanhu vakawanda vanenge vakamira kana kugara panhu pamwe.
Kana munhu achinzi ane chaunga anenge aine mushonga wekuti vanhu vagare vakamuunganira kana kuungana pamusha pake.
Nyamabwe.
kokorodzano · manyore
Duramazwi
01 / 03chava
Kuti chava kuramba chaunenge uchipomerwa kana chaunenge wanzi uite.
VerengaSwipe for the next word