KwaunobvaDuramazwiMmanyore

Duramazwi · zita

manyore

Zvinoreva

Chaunga.

1

Chaunga.

Kana vanhu vachinzi vakaita manyore manyore vanenge vakaungana panzvimbo vakawanda zvikuru.

Pamanyore hapasimudzwi hapwa dzinozosimudzwa chapo chamuka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manyore manyore

Kana vanhu vachinzi vakaita manyore manyore vanenge vakaungana panzvimbo vakawanda zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word