Duramazwi · zita
manyorero
handwriting · stylistic
Duramazwi · zita
handwriting · stylistic
Manyorero kuumba mavara kunoita munhu kana achinyora.
Manyorero kuumba mavara kunoita munhu kana achinyora.
Manyorero anounyanzvi uye anoita kuti muverengi adokwairire kuziva zviri kumberi kwenyaya.
Ndinotarisirawo kuti uchanzwisisa rondedzero yetsananguro uye manyorero erondedzero akanaka.
Nokudaro manyorero akadai anoda kuti uve nyanzvi yokukwanisa kuruka nyaya inonakidza muverengi.
Duramazwi
01 / 03manyowa
decomposition
VerengaSwipe for the next word