KwaunobvaDuramazwiMmanyoka

Duramazwi · zita

manyoka

diarrhea · dysentery

mabweredhedhe

Zvinoreva

Manyoka chirwere chemudumbu chinoita kuti munhu aburitse tsvina yakatetepa.

1

Manyoka chirwere chemudumbu chinoita kuti munhu aburitse tsvina yakatetepa.

Kuzoti hatitaure Tadiwa aizviitira ari manyoka chaiwo.

Ndakazvishingisa kuvhura magumbeze ndichibva ndaona kuti aive atoita manyoka chaiwo and aive atozara pamagumbeze ipapo.

Manyoka ane mwana uyu ndee-chipande chete.

2

Manyoka itsvina yakatetepa kuita mvura, inoburitswa nemunhu anenge achirwadziwa nemudumbu.

Zvakafanana

mabweredhedhe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manyonde

Kana munhu akaita manyonde anenge abva pakakwirira achidonhera pasi, achitanga nemusoro.

Verenga

Swipe for the next word