KwaunobvaDuramazwiTtamuka

Duramazwi

tamuka

Zvinoreva

Kutatamuka.

1

Kutatamuka.

Akasvikowana vanin'ina vake, Tapiwa, Tamuka nehanzvadzi yake, Chandisaita, vose varimo.

Nhasi ndafunga zvokumbonovaraidza zvangu amai naTamuka naChandisaita.

Kurembuka kutatamuka nekunamira kunowanzoitwa nezvinhu zvakaita sederere.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tana

Kana chimwe chinhu chisingatane kuitika chinenge chisinganonoki kuitika.nonoka kuita basa kana zvimwe zvinofanira kuitwa.

Verenga

Swipe for the next word