Duramazwi
twasanura
-twasanudza-swatura
Duramazwi
Kururamisa pakakombama.
Kururamisa pakakombama.
Kupfiza kutauta nokutwasanura nhengo dzomuviri kunoita munhu kana mhuka inenge yofa.
Kutwasanura muviri kuutatamura nechinangwa chekuti nhengo dzakaurumbana dziregedzeke.
Kukombonodza kutwasanura waya kana chimwewo changa chakafonyoka.
Kutwasanura kuita kuti pakakombama parurame.
Kana munhu achitwasanura hembe anenge achiichisa.
Kutwasanura muviri kuutatamura nechinangwa chekuti nhengo dzakaurumbana dziregedzeke.
-twasanudza · -swatura
Duramazwi
01 / 03twasuka
Kutwasanuka.
VerengaSwipe for the next word