KwaunobvaDuramazwiCchisa

Duramazwi

chisa

-aina

Zvinoreva

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

1

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

Zvainge zvichisa onane naamwene vacho nekuda kwehunhu hwake ihwowo.

Ndakatora hangu zvekuwachisa ndichibva ndabuda.

Bembo chirwere chinokonzera kuchisa nekurwadziwa nemitezo.

Zvakafanana

-aina

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chisahwira

Uku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.

Verenga

Swipe for the next word