Duramazwi02 / 03chisaKana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.Verenga→
Duramazwi03 / 03chisahwiraUku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.Verenga→