KwaunobvaDuramazwiCchirwirangwe

Duramazwi · zita

chirwirangwe

alliance

Zvinoreva

Kushanda pamwe chete kuitira chinangwa chimwe.

Chirwirangwe kukutsirana kurwisa munhu anenge adenhana nomumwe wenyu.

1

Musadenhana navana vekwaMasango. Kana mumwe wavo akagumbuka, vanoita chirwirangwe musha wese.

Zvikwata zviviri zvakaita chirwirangwe kuti zvikunde mutambo.

2

3

Chirwirangwe kuita muonerapamwe pabasa kana kudzivirira tsaona.

Musadenhana navana vekwaMasango. Kana mumwe wavo akagumbuka, vanoita chirwirangwe musha wese.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chisa

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

Verenga

Swipe for the next word