Duramazwi · zita
mubatanidzwa
confederation · synergy · alliance · coalition · conjunction · federation · union
Duramazwi · zita
confederation · synergy · alliance · coalition · conjunction · federation · union
Zvinhu zvakaiswa pamwe kana kuumba chinhu chimwe.
Zvinhu zvakaiswa pamwe kana kuumba chinhu chimwe.
Wadhi mubatanidzwa wenhengo dzebato rimwe chete mudunhu kana muguta.
Svinga mubatanidzwa wehuni dzakawanda, dzakasungirirwa pamwe chete.
Nzanga mubatanidzwa wevanhu vechechi kana vamwewo vane zvido zvimwe chete zvavanoedza kusimudzira.
Duramazwi
01 / 03mubati
tetrarch
VerengaSwipe for the next word