Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akaitwa mubatiranwa anenge achitakurwa kana kuchengetwa nevanhu vakawanda nokuti anorwara kana kuti ane hasha, anoda zvekurwa.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mubato
handle
VerengaSwipe for the next word