KwaunobvaDuramazwiMmubato

Zvinoreva

Mubato chihochekero kana chimupon'oro chinenge chiri pamudziyo, chinoshandiswa kuutakurisa.

1

Mubato chihochekero kana chimupon'oro chinenge chiri pamudziyo, chinoshandiswa kuutakurisa.

Adhimini kushandira urongwa hwekuona nezvekufamba kwebasa panzvimbo kana mubato.

Tambura kakapu kepurasitiki kasina mubato kanoshandiswa kazhinji kumwira mvura.

Bhurumu mutsvairo une mubato murefu unoita kuti munhu agone kutsvaira akamira.

Zvakafanana

rubato · chibato

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word