KwaunobvaDuramazwiCchisahwira

Duramazwi · zita

chisahwira

Zvinoreva

Uku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.

1

Uku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.

Paive nechivhevhano, chisahwira, chinyarikani, chitorwa uyewo chisekedzani.

Panhimbe yejakwara munhu wose aiwana nguva yokuita muchohwe, kanawo kutaura kwejee kungaitwa pachisahwira.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word