KwaunobvaDuramazwiUusahwira

Zvinoreva

Usahwira hushamwari hwemasaimba anonzwanana chaizvo, uye anovigana pakufa.

1

Usahwira hushamwari hwemasaimba anonzwanana chaizvo, uye anovigana pakufa.

Usahwira hushamwari hwemasaimba anonzwanana chaizvo, uye anovigana pakufa.

I think aive angoonawo ega kuti handichadi zvehusahwira naye achibva nzwisisa hake semunhu anokasika kuramwa.

I risked my life kuti ndive pano kwauri ndichiti ndirikuzoonawo sahwira wangu but iwe urikutoratidza hako kuti husahwira uhu huri one sided.

Zvakafanana

uganda · unyei

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word