KwaunobvaDuramazwiUusadunhu

Duramazwi · zita

usadunhu

Zvinoreva

Usadunhu kuva namasimba okutonga nzvimbo, ine misha yakawanda, asi uri pasi paishe.

1

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

usahwira

Usahwira hushamwari hwemasaimba anonzwanana chaizvo, uye anovigana pakufa.

Verenga

Swipe for the next word