KwaunobvaDuramazwiCchisakaitwa

Duramazwi · zita

chisakaitwa

chibinge

Zvinoreva

Ichi chinhu chisati chamboitwa nemunhu.

1

Ichi chinhu chisati chamboitwa nemunhu.

Ukada kuramba uchindidaro ndinokuita chisakaitwa manje.

2

Ichi chinhu chinorambidzwa kana kuti chino-shura.

Zvakafanana

chibinge

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chisakiso

Ichi ndechinokonzeresa kuti zvinhu zviitike.

Verenga

Swipe for the next word