KwaunobvaDuramazwiCchisamaura

Zvinoreva

Chisamaura ishiri inozivikanwa noutsinye hwayo hwokubayirira manyana edzimwe shiri notumwe tupuka paminzwa.

1

Zvakafanana

korera · chikorera · nyamutunge · shavishavi · chiteveravadzimba · jenjera

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chisambi

Kana jira riri rechisambi rinenge riine mitsetse yakachinjikana uye inoburitsa mabhokisi mabhokisi.

Verenga

Swipe for the next word