KwaunobvaDuramazwiTtwasuka

Duramazwi

twasuka

-rurama

Zvinoreva

Kutwasanuka.

1

Kutwasanuka.

Musipwi muti unoreba chaizvo, une hunde inotsveedzerera uye unokura wakatwasuka.

Ichi chikwenzi chine matavi akatwasuka, chinowanikwa munzvimbo dzine mvura shoma.

Kana munhu achiita zvinhu zvakatwasuka anenge ari kuita zvinhu zvakajeka zvine chimiro.

2

Kana munhu achiita zvinhu zvakatwasuka anenge ari kuita zvinhu zvakajeka zvine chimiro.

Zvakafanana

-rurama

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

twasura

Kudzvanyanura nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word