Duramazwi
Zvinoreva
Kuti twi kutwasanuka kwechinhu.
Izwi rinoreva kutwasuka.
1
Kuti twi kutwasanuka kwechinhu.
Kuti twi-i kumira zvakanyatosorurama. Muti usina zita unonzi wakanyatsoti twii.
Kana munhu achinzi ane mhuno yakapashamara, inenge isina kumira kuti twi.
Musipiti kumira wakangoti twi uchiratidza kupererwa nezvokuita.
2
Kana mugwagwa wakati twi unenge wakarurama kwazvo.
3
Izwi rinoreva kutwasuka.
Kana munhu achinzi ane mhuno yakapashamara, inenge isina kumira kuti twi.
Aka kamhuno kakatetepera nechekumberi kwako kakati twi kumira.
Kana mugwagwa wakati twi unenge wakarurama kwazvo.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03twi-i
Kuti twi-i kumira zvakanyatosorurama. Muti usina zita unonzi wakanyatsoti twii.
VerengaSwipe for the next word