Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tasa kururama kwedanda kana chimwewo chinhu. Tambo dzemagetsi dzinenge dzakati tasa.
1
Kuti tasa kururama kwedanda kana chimwewo chinhu. Tambo dzemagetsi dzinenge dzakati tasa.
Kana munhu achinzveka-nzveka anenge achitiza, achishandisa nzira isina kuti tasa.
Kunhutsa kupotsera dombo, roenda mudenga rakati tasa kunanga chaunenge uchipotsera.
Kuti difa kufonyokera musana kunoitwa navanhu vakura, vasisagone kufamba vakati tasa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tasamuka
VerengaSwipe for the next word