Duramazwi · chiito
tandadza
entertain
Duramazwi · chiito
entertain
Kutandadza kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.
Kutandadza kugara navamwe uchiita nyaya navo kuti vasashurikirwa.
Tandadza muti unokura uchimonera imwe miti, unoita tambo dzinorukisa matengu.

Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa.
Nyanduri ave kutandadza zvekuda kufa saka ari kuraira mwanakomana wake Tafadzwa Matandadza.
Kana munhu ava kutandadza anenge arwara zvakanyanya ava kuonekwa kuti ava pedo nekufa.

Chisara mwanangu, Ini ndoenda, mwanangu, Matandadza Tafadzwa!
Kana munhu ava kutandadza anenge arwara zvakanyanya ava kuonekwa kuti ava pedo nekufa.
Kutandadza kugara navamwe uchiita nyaya navo kuti vasashurikirwa.
-varaidza
Duramazwi
01 / 03tandanisa
Kana uchitandanisa nguva unenge uri mumashure menhambo, uchie-dza kuona kuti pane zvaungaite here kuti uchimbidze.
VerengaSwipe for the next word