KwaunobvaDuramazwiTtandarika

Duramazwi

tandarika

Zvinoreva

Kuchinjika.

1

Kuchinjika.

Kutandarika kuisa chinhu pamusoro pomoto kuti chigocheke kana kuti chiome. Tandarika midzonga yenyama iyi pamoto kuti iome.

2

Kutandarika kuisa chinhu pamusoro pomoto kuti chigocheke kana kuti chiome. Tandarika midzonga yenyama iyi pamoto kuti iome.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tandashira

Kutandashira kugara munhu wakatasharara makumbo pamoto zvokuti unopedzisira wavharira vamwe.

Verenga

Swipe for the next word