Duramazwi
-tambarara
Zvinoreva
Kana muriwo uchinzi watandavara unenge usingaibvi nokuda kwekuti wagezwa nemvura inotonhora usati wagadzwa pamoto.
1
Kana muriwo uchinzi watandavara unenge usingaibvi nokuda kwekuti wagezwa nemvura inotonhora usati wagadzwa pamoto.
Ndakawana akarara akatarisa mudenga akatandavara makumbo kunge munhu akafa ndichibva ndasvika ndichimuzunungutsa.
Atandavara aguta, apfunya ndiye avata nayo.
Kana munhu achinzi akatandavara sorunyemba anenge akagara zvakanaka, asina zvinomunetsa.
Zvakafanana
-tambarara
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tandaza
Kuti tandaza kufamba usina kwaunomanyira, wakanyatsodekara.
VerengaSwipe for the next word