Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tande kusimuka uchibva wananga kwaunoenda. Kuti ubate bhazi chirega zvokumboinda nokubhora, chibva wati tande ku-
1

Vakatora badza ravo ndiye tande kutseu yavo yenzungu.
Kana muboora ukanzi wakati tande neruzhowa zvinoreva kuti uri kukura uchiteedza ruzhowa.
Kana munhu akanzi akati tsinga tande tande dzinenge dzakadhindika dzichionekwa kuzvimba pamuviri wake.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tande tande
Kana muboora ukanzi wakati tande neruzhowa zvinoreva kuti uri kukura uchiteedza ruzhowa.
VerengaSwipe for the next word