Duramazwi
Zvinoreva
Kana dandemutande rikatandira chimwe chinhu rinenge ragadzira mambure aro richichifukidzira.
Kana munhu akatandira n'ombe anenge adziendesa kure kuti dzifure pasina anodzirisa.

Vakanzi nen'anga kuti zvaivanetsa zvipere vaifanira kutandira huku nhema.
Zerere rudzi rworuredzo runokura rwuchitandira mumvura uye runotsvedza kubata.

Kana mashoko akatandira nyika anenge apararira kwakawanda.
Kana munhu akatandira mumwe anenge amutadzisa nebwoni kuwana zvaange achifanira kuwana.
Kana munhu akatandira n'ombe anenge adziendesa kure kuti dzifure pasina anodzirisa.
Vakanzi nen'anga kuti zvaivanetsa zvipere vaifanira kutandira huku nhema.
Zerere rudzi rworuredzo runokura rwuchitandira mumvura uye runotsvedza kubata.
Kana munhu akatandira n'ombe anenge adziendesa kure kuti dzifure pasina anodzirisa.
Kana munhu akatandira ngozi anenge aigadzira zvinoidzinga kuti irege kuramba ichiparadza mhuri kana hama dzake.
Zvakafanana
-saidzira
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tanga
commence
VerengaSwipe for the next word