Duramazwi
Zvinoreva
Kusununguka munzvimbo dzejekerere.
1
Kusununguka munzvimbo dzejekerere.
Kana mhuri yakabatana uye vabereki vachigona kukurukura vakasungunuka nevana vavo, vana ivavo vanokurawo vakasungunukawo muupenyu.
Kuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana kumononoka kwepange pakamonwa.
Kana munhu akasungunuka anenge akanyatsogarika, akafaranuka, pasina kana chinomunetsa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sungunura
Kubvisa tambo pachinhu chakange chakasungwa.
VerengaSwipe for the next word