KwaunobvaDuramazwiSsungisa

Duramazwi

sungisa

tighten

Zvinoreva

Kusungisa munhu kumumhan'arira mhosva yake kumapurisa.

1

Kusungisa munhu kumumhan'arira mhosva yake kumapurisa.

Akazotyisidzira baba ava kuti aizonovasungisa nekuti Debra akanga achiri mwana wechikoro uye underage.

Ini ndangoti zvomoda kuenda kuchikoro munotsvaga kutisungisa nomukuru wechikoro tashaya mari.

Tambo yakasungisa imbwa yachetuka yarumwa negonzo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sungunu

Kuti sungunu kuregedzeka kwezvinhu zvanga zvakabatwa pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word