Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisungirira gavi pamuti, unenge uchimoneredza pamuti wacho kuti risabva.
1
Kana uchisungirira gavi pamuti, unenge uchimoneredza pamuti wacho kuti risabva.
Manomano emuroyi kunyepera kutya dzvinyu akasungirira nyoka muchiuno.
Akadzidza kuti kuzvikudza uye kuvimba nezvipo zvemumuviri chete hazvina zvazvinobatsira kana usina kutsungirira.
Moyo unoziva kutsungirira uye kukanganwira".
2
Kana uchisungirira mari unenge uchiisa pakabata, usingadi kuchimbidzoishandisa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sungirwa
Kana munhu achisungirwa kuita chimwe chinhu pane-nge paine tarisiro yekuti achiite.
VerengaSwipe for the next word