Duramazwi
Zvinoreva
Kusungira itsika yokuti murume anondobaya mbudzi kwatezvara, kana mukadzi ava nepamuviri pokutanga.
1
Kusungira itsika yokuti murume anondobaya mbudzi kwatezvara, kana mukadzi ava nepamuviri pokutanga.
Mombe yenjeni kutokama wakasungira.
Makore ano vanhu vave kusungira micheka mitsvuku pamikova inopinda padzimba dzavo kuratidza kuti pamba apa paita rufu.
Mapurisa okwakatsekera haana simba rokusungira vanhu dzimwe mhosva.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sungirira
Kana uchisungirira gavi pamuti, unenge uchimoneredza pamuti wacho kuti risabva.
VerengaSwipe for the next word