KwaunobvaDuramazwiSsungirwa

Duramazwi

sungirwa

-fanirafanirwa-sungira

Zvinoreva

Kana munhu achisungirwa kuita chimwe chinhu pane-nge paine tarisiro yekuti achiite.

1

Kana munhu achisungirwa kuita chimwe chinhu pane-nge paine tarisiro yekuti achiite.

Unosungirwa kubata pfungwa dzemuverengi wako kubva kumavambo kusvika kumagumo.

Unosungirwa kuzonoona murairidzi wako kana wapedza kuverenga chikamu chino.

Nokudaro unosungirwa kushandisa mutauro wakaita sefananidzo kana zvipauro.

2

Panyaya dzeroora kana mudzimai achisungirwa anenge achiendeswa kuvabereki vake kunosunungukira mwana wekutanga ikoko.

Zvakafanana

-fanira · fanirwa

Zvine chekuita

-sungira

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word